Numeri 7:66 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)66 Nezuʋa regumi Ahiezeri, mŋanakomana waAmishadai, mucinda waʋana ʋaDani, wakaʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200266 Nezuva regumi Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, muchinda wavana vaDhani, akauya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi66 Pazuva regumi, Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai, mutungamiri wavanhu vokwaDhani, akauya nechipiriso. See the chapter |