Online Bible

- Advertisements -

Numeri 7:61 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

61 Mupiro wake waiva weizvi zvinoti: mbenge imwechete yesirivha yairema kirogiramu rimwechete namagiramu makumi mashanu; uye ndiro imwechete yesirivha yairema mazana masere amagiramu maererano nomwero weshekeri romunzvimbo inoera; dzose dziri mbiri dzakanga dzizere noupfu hwekoroni hwakatsetseka hwakakanyiwa namafuta hwomupiro wembesanwa;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

61 Cipo cake caiti: Ndiro imŋe huru yesirveri, kurema kwayo kwakaŋga kuri mashekeri anezana namakumi matatu, nomudziyo mumŋe wesirveri wamashekeri anamakumi manomŋe, ɀicienzaniswa neshekeri reimba tȿene; ɀose ɀiri ɀiʋiri ɀakaŋga ɀizere noʋupfu bgakatsetseka, bgakanyiwa namafuta, ciʋe cipiriso coʋupfu;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

61 Chipo chake chaiti: Ndiro imwe huru yesirivha, kurema kwayo kwakanga kuri mashekeri ane zana namakumi matatu, nomudziyo mumwe wesirivha wamashekeri ana makumi manomwe, zvichienzaniswa neshekeri reimba tsvene; zvose zviri zviviri zvakanga zvizere noupfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, chive chipiriso choupfu;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

61 Mupiro wake waiva weizvi zvinoti: mbenge imwechete yesirivha yairema kirogiramu rimwechete namagiramu makumi mashanu; uye ndiro imwechete yesirivha yairema mazana masere amagiramu maererano nomwero weshekeri romunzvimbo inoera; dzose dziri mbiri dzakanga dzizere noupfu hwekoroni hwakatsetseka hwakakanyiwa namafuta hwomupiro wembesanwa;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

61 Chipiriso chake chakanga chiri chendiro yesirivha yairema mashekeri zana namakumi matatu, uye nembiya yesirivha yokusasa yairema mashekeri makumi manomwe, zvose zviri zviviri maererano neshekeri renzvimbo tsvene, zvose zviri zviviri zvakanga zvizere noupfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa namafuta sechipiriso chezviyo.

See the chapter Copy

Numeri 7:61

Follow us:

Advertisements

Advertisements