Numeri 7:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 kwoti handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 nenzombe imŋe, negondobge rimŋe, negwaiana rimŋe regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cinopiswa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200251 nenzombe imwe, negondohwe rimwe, negwayana rimwe regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chinopiswa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 kwoti handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona51 kwoti handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa; See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 hando duku imwe chete, gondobwe rimwe chete uye mukono wegwayana wegore rimwe chete, kuti zvive chipiriso chinopiswa; See the chapter |