Numeri 7:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Pazuva rechitanhatu racho, kwakauya Eriasafu mwanakomana waDheueri, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaGadhi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Nezuʋa retanhatu Eriasafi, mŋanakomana waDeueri, mucinda waʋana ʋaGadi, wakaʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200242 Nezuva retanhatu Eriasafi, mwanakomana waDheueri, muchinda wavana vaGadhi, akauya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Pazuva rechitanhatu racho, kwakauya Eriasafu mwanakomana waDheueri, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaGadhi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona42 Pazuva rechitanhatu racho, kwakauya Eriasafu mwanakomana waDheueri, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaGadhi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Pazuva rechitanhatu, Eriasafi mwanakomana waDheueri, mutungamiri wavanhu vokwaGadhi, akauya nechipiriso chake. See the chapter |