Numeri 7:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pazuva rechishanu racho, kwakauyawo Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaSimeoni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nezuʋa reshanu Sherumieri, mŋanakomana waZurishadai, mucinda waʋana ʋaSimeoni, wakaʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Nezuva reshanu Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, muchinda wavana vaSimeoni, akauya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pazuva rechishanu racho, kwakauyawo Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaSimeoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Pazuva rechishanu racho, kwakauyawo Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaSimeoni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Pazuva rechishanu, Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, mutungamiri wavanhu vokwaSimeoni akauya nechipiriso chake. See the chapter |