Numeri 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vatungamiriri vakauyawo nezvipo zvokupira nazvo atari kuna Mwari pazuva rayakazodzwa, vakauya nazvo kuatari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Macinda akaʋuya neɀipo ɀokutsaurira artari nomusi wayakazodzwa nawo, macinda akaʋuya neɀipo ɀawo pamberi peartari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Machinda akauya nezvipo zvokutsaurira atari nomusi wayakazodzwa nawo, machinda akauya nezvipo zvawo pamberi peatari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vatungamiriri vakauyawo nezvipo zvokupira nazvo atari kuna Mwari pazuva rayakazodzwa, vakauya nazvo kuatari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vatungamiriri vakauyawo nezvipo zvokupira nazvo atari kuna Mwari pazuva rayakazodzwa, vakauya nazvo kuatari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Aritari yakati yazodzwa, vatungamiri vakauya nezvipiriso zvavo zvokukumikidzwa kwayo vakazviisa pamberi pearitari. See the chapter |