Numeri 6:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mazuva aanenge ari muNaziri ngaarege kudya chinobva pamuti womugirepisi kunyange mhodzi dzamagirepisi kana ganda rawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mazuʋa ose okuɀitsaura kwake haafaniri kudya cinhu cinobva pamuti womuzambiriŋga kubva paȿurwe kuȿika pamateko. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Mazuva ose okuzvitsaura kwake haafaniri kudya chinhu chinobva pamuti womuzambiringa kubva pasvurwe kusvika pamateko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mazuva aanenge ari muNaziri ngaarege kudya chinobva pamuti womugirepisi kunyange mhodzi dzamagirepisi kana ganda rawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mazuva aanenge ari muNaziri ngaarege kudya chinobva pamuti womugirepisi kunyange mhodzi dzamagirepisi kana ganda rawo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Panguva yose youNaziri hwake, haafaniri kudya chinhu chipi zvacho chinobva pamuti womuzambiringa, dzingava mhodzi kana mateko zvawo. See the chapter |