Online Bible

- Advertisements -

Numeri 5:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Asi kana mukadzi iyeyo asina kuzvin'oresa akachena, hapana chinomuwana, uye achava nembereko zvake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Asi kana mukadzi uyo asina‐kuȿiɓiswa, akanaka hake, ucasunuŋgurwa hake, akaʋa nemimba ɀe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Asi kana mukadzi uyo asina kusvibiswa, akanaka hake, achasunungurwa hake, akava nemimbazve.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Asi kana mukadzi iyeyo asina kuzvin'oresa akachena, hapana chinomuwana, uye achava nembereko zvake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Asi kana mukadzi iyeyo asina kuzvin'oresa akachena, hapana chinomuwana, uye achava nembereko zvake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Kunyange zvakadaro hazvo, kana mukadzi uyo asina kuzvisvibisa uye akachena achasunungurwa pamhosva iyo uye achagona kubereka vana.

See the chapter Copy

Numeri 5:28

Follow us:

Advertisements

Advertisements