Numeri 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Mvura iyi inopa rushambwa ngaipinde nomudumbu mako, muviri wako uzvimbe, upfudzike pamuviri. “Mukadzi iyeyo ngaati, ‘Ameni, ngazvive saizvozvo.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 mvura iyi inoʋuyisa kutuka icapinda muʋura bgako, ndokuɀimbisa ɗumbu rako, nokuwondisa hudyu yako; ɀino mukadzi unofanira kuti: Ameni, ameni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 mvura iyi inouyisa kutuka ichapinda muura hwako, ndokuzvimbisa dumbu rako, nokuwondisa hudyu yako;’ zvino mukadzi anofanira kuti, ‘Ameni, ameni.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Mvura iyi inopa rushambwa ngaipinde nomudumbu mako, muviri wako uzvimbe, upfudzike pamuviri. “Mukadzi iyeyo ngaati, ‘Ameni, ngazvive saizvozvo.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Mvura iyi inopa rushambwa ngaipinde nomudumbu mako, muviri wako uzvimbe, upfudzike pamuviri. “Mukadzi iyeyo ngaati, ‘Ameni, ngazvive saizvozvo.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mvura iyi inouyisa kutuka ngaipinde mumuviri wako kuitira kuti dumbu rako rizvimbe uye chidya chako chionde.” “ ‘Ipapo mukadzi anofanira kuti, “Ameni. Ngazviite saizvozvo.” See the chapter |