Online Bible

- Advertisements -

Numeri 5:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mupristi iyeyo ngaaite kuti mukadzi uya apike mhiko yokuti, ‘Kana usina kutorana nomumwe murume kana usina kutsaukira kunezvakan'ora uri mumaoko omurume wako mvura iyoyi yokurengeresa nayo rushambwa ngairege kuwana chainokuita.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ipapo muprista unofanira kumupikisa, aciti kumukadzi: Kana kusinomurume wakaʋata newe, kana usina‐kutsaukira kuneɀakaipa, uri pasi pomurume wako, usunuŋgurwe hako pamvura iyi inoʋaʋisa, inoʋuyisa kutuka;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ipapo mupristi anofanira kumupikisa, achiti kumukadzi, ‘Kana kusina murume akavata newe, kana usina kutsaukira kune zvakaipa, uri pasi pomurume wako, usunungurwe hako pamvura iyi inovavisa, inouyisa kutuka;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mupristi iyeyo ngaaite kuti mukadzi uya apike mhiko yokuti, ‘Kana usina kutorana nomumwe murume kana usina kutsaukira kunezvakan'ora uri mumaoko omurume wako mvura iyoyi yokurengeresa nayo rushambwa ngairege kuwana chainokuita.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Mupristi iyeyo ngaaite kuti mukadzi uya apike mhiko yokuti, ‘Kana usina kutorana nomumwe murume kana usina kutsaukira kunezvakan'ora uri mumaoko omurume wako mvura iyoyi yokurengeresa nayo rushambwa ngairege kuwana chainokuita.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ipapo muprista anofanira kuita kuti mukadzi uyu apike uye agoti kwaari, “Kana kusina mumwe murume akavata newe uye usina kumbotsauka ukava wakasvibiswa panguva yokuwanikwa kwako nomurume wako, mvura inovava iyi, iyo inouyisa kutukwa, ngairege kukukuvadza.

See the chapter Copy

Numeri 5:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements