Numeri 4:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari vakaȿika ɀuru ɀisere namazana mashanu namakumi masere. See the chapterShona Bible 1949 revised 200248 vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvisere namazana mashanu namakumi masere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona48 Vose vakaverengwa vaikwana zviuru zvisere namazana mashanu ana makumi masere avanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 vakasvika zviuru zvisere, mazana mashanu namakumi masere. See the chapter |