Numeri 4:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀitatu namazana maʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200244 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo, vakasvika zviuru zvitatu namazana maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 vachiverengwa nedzimba dzavo, vaisvika zviuru zvitatu, namazana maviri. See the chapter |