Online Bible

- Advertisements -

Numeri 35:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Musan'orese nyika yamugere mandinogarawo ini nokuti ini Tenzi ndinogara mukati mavaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Musaȿiɓisa nyika mamugere, mandigere ʋo ini; nokuti ini Jehova ndigere pakati paʋana ʋaIsraeri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Musasvibisa nyika mamugere, mandigerewo ini; nokuti ini Jehovha ndigere pakati pavana vaIsiraeri.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Musan'orese nyika yamugere mandinogarawo ini nokuti ini Tenzi ndinogara mukati mavaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Musan'orese nyika yamugere mandinogarawo ini nokuti ini Tenzi ndinogara mukati mavaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Musasvibisa nyika yamugere uye yandinogara, nokuti ini Jehovha, ndigere pakati pavaIsraeri.’ ”

See the chapter Copy

Numeri 35:34

Follow us:

Advertisements

Advertisements