Numeri 34:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Aya ndiwo mazita avanhu vachakugovanisai nyika yenyu kunoti: Mupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ndiwo mazita aʋarume ʋanofanira kukugoʋerai nyika kuti iʋe nhaka yenyu: Ereazari muprista, naJoshua, mŋanakomana waNuni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 “Ndiwo mazita avarume vanofanira kukugoverai nyika kuti ive nhaka yenyu: Ereazari mupristi, naJoshua, mwanakomana waNuni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Aya ndiwo mazita avanhu vachakugovanisai nyika yenyu kunoti: Mupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Aya ndiwo mazita avanhu vachakugovanisai nyika yenyu kunoti: Mupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Aya ndiwo mazita avarume vanofanira kukugoverai nyika senhaka yenyu: Ereazari muprista naJoshua mwanakomana waNuni. See the chapter |