Numeri 34:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vamadzinza iwaya maviri, nechikamu chepakati nepakati cherimwe dzinza vanenge vatowana kare nhaka yavo kumhiri kwaJorodhani kwakatarisana neJeriko kunobuda nezuva kumabvazuva.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 marudzi awa maʋiri nehafu akapiwa nhaka yawo necemhiri kwaJoridani paJeriko, kumabvazuʋa kunoɓuɗa zuʋa nako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 marudzi awa maviri nehafu akapiwa nhaka yawo nechemhiri kwaJorodhani paJeriko, kumabvazuva kunobuda zuva nako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vamadzinza iwaya maviri, nechikamu chepakati nepakati cherimwe dzinza vanenge vatowana kare nhaka yavo kumhiri kwaJorodhani kwakatarisana neJeriko kunobuda nezuva kumabvazuva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vamadzinza iwaya maviri, nechikamu chepakati nepakati cherimwe dzinza vanenge vatowana kare nhaka yavo kumhiri kwaJorodhani kwakatarisana neJeriko kunobuda nezuva kumabvazuva.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Marudzi maviri aya nehafu vakagamuchira nhaka yavo kumabvazuva kweJorodhani reJeriko, kwakatarisana nokumabudazuva.” See the chapter |