Numeri 34:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Iyoyi ndiyo nyika yenhaka yenyu yamuchagovana nechin'ange sekutemwa kwayakaitwa naTenzi, ichipiwa madzinza mapfumbamwe nechikamu chapakati napakati cherimwe dzinza See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Mosesi akaraira ʋana ʋaIsraeri, akati: Ndiyo nyika yamucapiwa nemijenya iʋe nhaka yenyu, yakarairwa naJehova kuti ipiwe marudzi mapfumbamŋe nehafu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Mosesi akaraira vana vaIsiraeri, akati, “Ndiyo nyika yamuchapiwa nemijenya ive nhaka yenyu, yakarairwa naJehovha kuti ipiwe marudzi mapfumbamwe nehafu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Iyoyi ndiyo nyika yenhaka yenyu yamuchagovana nechin'ange sekutemwa kwayakaitwa naTenzi, ichipiwa madzinza mapfumbamwe nechikamu chapakati napakati cherimwe dzinza See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mosesi akaudza vaIsiraeri kuti, “Iyoyi ndiyo nyika yenhaka yenyu yamuchagovana nechin'ange sekutemwa kwayakaitwa naTenzi, ichipiwa madzinza mapfumbamwe nechikamu chapakati napakati cherimwe dzinza See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Mozisi akarayira vaIsraeri akati, “Goverai nyika iyi nomujenya wenhaka yenyu. Jehovha akarayira kuti ipiwe kumarudzi mapfumbamwe nehafu, See the chapter |