Online Bible

- Advertisements -

Numeri 33:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

54 Muchagovana nyika iyoyo nechin'ange dzinza nedzinza, muchipa nyika huru kune vakawanda, diki kuna vashoma. Nzvimbo inenge yapiwa munhu nechin'ange ndiyo ichava yake. Muchagovana nyika dzinza nedzinza vanhu nedzinza rababa wavo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

54 Munofanira kupiwa nhaka yenyika iyo nemijenya, nemhuri dzenyu; ʋazhinji munofanira kuʋapa nhaka zhinji, ʋashoma munofanira kuʋapa nhaka shoma; seɀaakagoʋerwa nemijenya, saiɀoɀo inofanira kuʋa nhaka yomunhu; munofanira kugara nhaka namarudzi amadziɓaɓa enyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

54 Munofanira kupiwa nhaka yenyika iyo nemijenya, nemhuri dzenyu; vazhinji munofanira kuvapa nhaka zhinji, vashoma munofanira kuvapa nhaka shoma; sezvakagoverwa nemijenya, saizvozvo inofanira kuva nhaka yomunhu; munofanira kugara nhaka namarudzi amadzibaba enyu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

54 Muchagovana nyika iyoyo nechin'ange dzinza nedzinza, muchipa nyika huru kune vakawanda, diki kuna vashoma. Nzvimbo inenge yapiwa munhu nechin'ange ndiyo ichava yake. Muchagovana nyika dzinza nedzinza vanhu nedzinza rababa wavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

54 Muchagovana nyika iyoyo nechin'ange dzinza nedzinza, muchipa nyika huru kune vakawanda, diki kuna vashoma. Nzvimbo inenge yapiwa munhu nechin'ange ndiyo ichava yake. Muchagovana nyika dzinza nedzinza vanhu nedzinza rababa wavo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

54 Mugovere nyika nomujenya, maererano nemhuri dzenyu. Mupe vakawanda nhaka huru, uye vashoma muvapewo nhaka duku. Zvose zvichawira kwavari nomujenya zvinofanira kuva zvavo. Muigove zviri maererano namarudzi amadzitateguru enyu.

See the chapter Copy

Numeri 33:54

Follow us:

Advertisements

Advertisements