Numeri 33:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 “Taurira vaIsiraeri uti kwavari, kana mayambuka Jorodhani muchipinda munyika yeKanani, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mayambuka Joridani, mukaȿika munyika yeKanani, See the chapterShona Bible 1949 revised 200251 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mayambuka Jorodhani, mukasvika munyika yeKenani, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 “Taurira vaIsiraeri uti kwavari, kana mayambuka Jorodhani muchipinda munyika yeKanani, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona51 “Taurira vaIsiraeri uti kwavari, kana mayambuka Jorodhani muchipinda munyika yeKanani, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mayambuka Jorodhani mapinda muKenani, See the chapter |