Numeri 32:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 neNebho neBhaarimeoni (mazita awo akazosandurwa) neSibhuma. Maguta avakavaka vakatumidza mazita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 neNebo, neBaari‐meoni (ʋashandura mazita awo), neSibma; ʋakatumidza maguta aʋakaʋaka mamŋe mazita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 neNebho, neBhaari‐meoni (vashandura mazita awo), neSibhima; vakatumidza maguta avakavaka mamwe mazita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 neNebho neBhaarimeoni (mazita awo akazosandurwa) neSibhuma. Maguta avakavaka vakatumidza mazita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 neNebho neBhaarimeoni (mazita awo akazosandurwa) neSibhuma. Maguta avakavaka vakatumidza mazita. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 pamwe chete neNebho neBhaari Meoni (mazita aya akashandurwa) neSibhima. Vakapa mazita kumaguta avakavaka. See the chapter |