Online Bible

- Advertisements -

Numeri 32:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Mosesi akavapindura achiti, “Kana muchizoita saizvozvo zvokutora zvombo muchienda kuhondo norubatsiro rwaTenzi,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino Mosesi akati kwaʋari: Kana mukaita cinhu ici, kana mukashoŋga nhumbi dzenyu dzokurwa, kuti muende pamberi paJehova kundorwa,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino Mosesi akati kwavari, “Kana mukaita chinhu ichi, kana mukashonga nhumbi dzenyu dzokurwa, kuti muende pamberi paJehovha kundorwa,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Mosesi akavapindura achiti, “Kana muchizoita saizvozvo zvokutora zvombo muchienda kuhondo norubatsiro rwaTenzi,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Mosesi akavapindura achiti, “Kana muchizoita saizvozvo zvokutora zvombo muchienda kuhondo norubatsiro rwaTenzi,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Ipapo Mozisi akati kwavari, “Kana mukaita izvi, kana mukazvishongedza nhumbi dzokurwa pamberi paJehovha kuti mundorwa,

See the chapter Copy

Numeri 32:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements