Online Bible

- Advertisements -

Numeri 32:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kana imi mukatsauka pakumutevera achavasiyazve murenje. Ndimi muchaparadzisa vanhu ivava.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Nokuti kana mukatsauka pakumuteʋera, ucaʋasiya ɀe murenje; imi mucaparadza ʋanhu aʋa ʋose

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Nokuti kana mukatsauka pakumutevera, uchavasiyazve murenje; imi muchaparadza vanhu ava vose.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kana imi mukatsauka pakumutevera achavasiyazve murenje. Ndimi muchaparadzisa vanhu ivava.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Kana imi mukatsauka pakumutevera achavasiyazve murenje. Ndimi muchaparadzisa vanhu ivava.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Kana mukatsauka pakumutevera, achasiyazve vanhu ava vose murenje, uye imi ndimi muchauyisa kuparadzwa kwavo.”

See the chapter Copy

Numeri 32:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements