Online Bible

- Advertisements -

Numeri 32:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Hezvika imi magara nhaka yamadzibaba enyu, muri chizvarwa chakaipa chinotonyanya kuti Tenzi ashatirirwe vaIsiraeri zvikuru.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino tarirai, imi makamuka panɀimbo yamadziɓaɓa enyu, ʋana caiʋo ʋaʋanhu ʋeɀiʋi, kuti muwedzere kutsamŋa kukuru kwaJehova pamsoro paIsraeri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino tarirai, imi makamuka panzvimbo yamadzibaba enyu, vana chaivo vavanhu vezvivi, kuti muwedzere kutsamwa kukuru kwaJehovha pamusoro paIsiraeri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Hezvika imi magara nhaka yamadzibaba enyu, muri chizvarwa chakaipa chinotonyanya kuti Tenzi ashatirirwe vaIsiraeri zvikuru.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Hezvika imi magara nhaka yamadzibaba enyu, muri chizvarwa chakaipa chinotonyanya kuti Tenzi ashatirirwe vaIsiraeri zvikuru.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “Hezvino muri pano, imi chibereko chavatadzi, mumire panzvimbo yamadzibaba enyu muchiwedzera kutsamwa kwaJehovha kukuru pamusoro pavaIsraeri.

See the chapter Copy

Numeri 32:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements