Numeri 31:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Mosesi nomupristi Ereazari vakagamuchira ndarama iyoyo, zvinhu zvakanga zvakagadzirwa kare. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Mosesi naEreazari muprista ʋakagamucira kwaʋari ndarama, ɀiri ɀishoŋgo ɀamarudzi ose ɀakaitwa nayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200251 Mosesi naEreazari mupristi vakagamuchira kwavari ndarama, zviri zvishongo zvamarudzi ose zvakaitwa nayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Mosesi nomupristi Ereazari vakagamuchira ndarama iyoyo, zvinhu zvakanga zvakagadzirwa kare. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona51 Mosesi nomupristi Ereazari vakagamuchira ndarama iyoyo, zvinhu zvakanga zvakagadzirwa kare. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Mozisi naEreazari muprista vakagamuchira kubva kwavari goridhe, zvinhu zvose zvakanga zvakaitwa noumhizha. See the chapter |