Numeri 31:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 chete zvamuchanatsa nomoto nezvose zvisingaparadzwe nomoto ngazvinatswe mumoto. Zvichabva zvachenurwa kunyange mukazvidaro zvinatseiwo nemvura yokunatsisa zvinhu. Zvinhu zvisingagoni kunatswa mumoto ngazvinatswe nemvura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀose ɀisiŋgaparadzwi nomŋoto, munofanira kuɀipinza mumŋoto kuti ɀinatswe; kunyaŋge ɀakaɗaro ɀinofanira kuceneswa nemvura yokunatsa; asi ɀose ɀiŋgaparadzwa nomŋoto, munofanira kuɀipinza mumvura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 zvose zvisingaparadzwi nomoto, munofanira kuzvipinza mumoto kuti zvinatswe; kunyange zvakadaro zvinofanira kucheneswa nemvura yokunatsa; asi zvose zvingaparadzwa nomoto, munofanira kuzvipinza mumvura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 chete zvamuchanatsa nomoto nezvose zvisingaparadzwe nomoto ngazvinatswe mumoto. Zvichabva zvachenurwa kunyange mukazvidaro zvinatseiwo nemvura yokunatsisa zvinhu. Zvinhu zvisingagoni kunatswa mumoto ngazvinatswe nemvura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 chete zvamuchanatsa nomoto nezvose zvisingaparadzwe nomoto ngazvinatswe mumoto. Zvichabva zvachenurwa kunyange mukazvidaro zvinatseiwo nemvura yokunatsisa zvinhu. Zvinhu zvisingagoni kunatswa mumoto ngazvinatswe nemvura. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 nezvimwewo zvisingaparadzwi nomoto; zvinofanira kuiswa mumoto, ipapo zvichava zvakanaka. Asi zvinofanirawo kucheneswa nemvura yokunatsa. Uye zvose zvisingagoni kukunda moto zvinofanira kupinzwa nomumvura imomo. See the chapter |