Numeri 31:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Chenuraiwo hanzu dzenyu dzose, nezvose zvamunazvo zvakagadzirwa namatehwe kana nemvere dzembudzi kana nemapuranga.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Munofanira ʋo kusuka ŋguʋo dzenyu dzose, neɀose ɀakaitwa namatebge, neɀose ɀakarukwa nemvere dzembudzi, neɀinhu ɀose ɀakaitwa namatanda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Munofanirawo kusuka nguo dzenyu dzose, nezvose zvakaitwa namatehwe, nezvose zvakarukwa nemvere dzembudzi, nezvinhu zvose zvakaitwa namatanda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Chenuraiwo hanzu dzenyu dzose, nezvose zvamunazvo zvakagadzirwa namatehwe kana nemvere dzembudzi kana nemapuranga.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Chenuraiwo hanzu dzenyu dzose, nezvose zvamunazvo zvakagadzirwa namatehwe kana nemvere dzembudzi kana nemapuranga.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Munatse nguo imwe neimwe pamwe chete nezvose zvakaitwa namatehwe, mvere dzembudzi kana makushe ehwai.” See the chapter |