Online Bible

- Advertisements -

Numeri 31:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Vakatora vanhu vavakatapa nezvipfuwo noupfumi hwose hwavakapamba vakaenda nazvo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ʋakatora ɀaʋakapamba ɀose, nenhapxa dzose dzaʋanhu nedzeɀipfuwo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Vakatora zvavakapamba zvose, nenhapwa dzose dzavanhu nedzezvipfuwo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Vakatora vanhu vavakatapa nezvipfuwo noupfumi hwose hwavakapamba vakaenda nazvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Vakatora vanhu vavakatapa nezvipfuwo noupfumi hwose hwavakapamba vakaenda nazvo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Vakatora zvose zvavakapamba, nepfuma, pamwe chete navanhu uye nezvipfuwo,

See the chapter Copy

Numeri 31:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements