Numeri 30:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana baba vake vakanzwa chitsidzo kana mhiko yake vasina chavanotaura nazvo, zvose zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ɓaɓa ʋake ʋakanzwa kupika kwake, nokuɀisuŋga kwaakaɀisuŋga nako, ɓaɓa ʋake ʋakamunyararira haʋo, ipapo kupika kwake kwose kucaʋa nesimba, nokusuŋga kwake kwose, kwaakaɀisuŋga nako, kucaʋa nesimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 baba vake vakanzwa kupika kwake, nokuzvisunga kwaakazvisunga nako, baba vake vakamunyararira havo, ipapo kupika kwake kwose kuchava nesimba, nokusunga kwake kwose, kwaakazvisunga nako, kuchava nesimba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana baba vake vakanzwa chitsidzo kana mhiko yake vasina chavanotaura nazvo, zvose zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 kana baba vake vakanzwa chitsidzo kana mhiko yake vasina chavanotaura nazvo, zvose zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 uye baba vake vakanzwa pamusoro pezvaapika, vakasataura chinhu kwaari, ipapo zvose zvaapika uye nezvose zvaazvisunga kupika zvichasimbiswa. See the chapter |