Numeri 30:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana munhukadzi, achiri kugara mumusha wababa vake, akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nomukadzi ʋo, kana aciŋge apikira Jehova, kana kuɀisuŋga nokusuŋga kwokupika, aciri mumba maɓaɓa ʋake, aciri musikana; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Nomukadziwo, kana achinge apikira Jehovha, kana kuzvisunga nokusunga kwokupika, achiri mumba mababa vake, achiri musikana; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana munhukadzi, achiri kugara mumusha wababa vake, akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana munhukadzi, achiri kugara mumusha wababa vake, akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Kana musikana achiri kugara mumba mababa vake akaita mhiko kuna Jehovha kana kuti akazvisunga nokupika, See the chapter |