Online Bible

- Advertisements -

Numeri 30:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi kana murume wake akanyarara asina chaanotaura kwaari nazvo zuva nezuva, zvinoreva kuti anomubvumidza kuita zvose zvaanotsidza nezvose zvaanopika. Murume wake anenge abvumirana nazvo nokuti anenge asina kutaurira mukadzi wake zuva raanozvinzwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Asi kana murume wake akamunyararira cose zuʋa rimŋe nerimŋe, ipapo unosimbisa mhiko dzake dzose nokuɀisuŋga kwake kwose, kwaakaɀisuŋga nako; waɀisimbisa, nokuti wamunyararira nomusi waakaɀinzwa nawo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Asi kana murume wake akamunyararira chose zuva rimwe nerimwe, ipapo unosimbisa mhiko dzake dzose nokuzvisunga kwake kwose, kwaakazvisunga nako; azvisimbisa, nokuti amunyararira nomusi waakazvinzwa nawo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi kana murume wake akanyarara asina chaanotaura kwaari nazvo zuva nezuva, zvinoreva kuti anomubvumidza kuita zvose zvaanotsidza nezvose zvaanopika. Murume wake anenge abvumirana nazvo nokuti anenge asina kutaurira mukadzi wake zuva raanozvinzwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Asi kana murume wake akashaya chaanotaura kwaari zuva nezuva, ipapo ari kusimbisa mhiko dzake uye zvaakapika zvinomusunga. Anozvisimbisa nokusataura kwake chinhu kwaari paanenge anzwa nezvazvo.

See the chapter Copy

Numeri 30:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements