Numeri 30:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mosesi akataurira vatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri achiti, “Izvi ndizvo zvandakarayirwa naTenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mosesi wakataura naʋakuru ʋamarudzi aʋana ʋaIsraeri, akati: Ndico cinhu cakarairwa naJehova: See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mosesi akataura navakuru vamarudzi avana vaIsiraeri, akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mosesi akataurira vatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri achiti, “Izvi ndizvo zvandakarayirwa naTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mosesi akataurira vatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri achiti, “Izvi ndizvo zvandakarayirwa naTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mozisi akati kuvakuru vamarudzi avaIsraeri, “Izvi ndizvo zvarayirwa naJehovha: See the chapter |