Numeri 3:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Verenga matangwe ose echirume pakati pavaIsiraeri, kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, unyore mazita avo ose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ʋereŋga mataŋgwe ose aʋarume aʋana ʋaIsraeri ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura, ugonyora kuwanda kwamazita aʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Verenga matangwe ose avarume avana vaIsiraeri vomwedzi mumwe navanopfuura, ugonyora kuwanda kwamazita avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Verenga matangwe ose echirume pakati pavaIsiraeri, kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, unyore mazita avo ose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Verenga matangwe ose echirume pakati pavaIsiraeri, kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, unyore mazita avo ose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Jehovha akati kuna Mozisi, “Verenga matangwe ose avanhurume avaIsraeri ano mwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa ugonyora mazita avo. See the chapter |