Numeri 3:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, iʋo ʋarume ʋose ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura, ʋakaȿika ɀuru ɀitanhatu namazana maʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Vakaverengwa kwavari, ivo varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvitanhatu namazana maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Kuwanda kwavanhurume vose vaiva nomwedzi mumwe chete, kana kupfuura, pakuberekwa avo vakaverengwa, vakanga vachisvika zviuru zvitanhatu, namazana maviri. See the chapter |