Numeri 3:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Erizafani, mŋanakomana waUzieri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa emhuri dzaʋaKohati. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Erizafani, mwanakomana waUzieri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzavaKohati. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Erizafani mwanakomana waUzieri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaKohati. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Mutungamiri wemhuri yedzimba dzavaKohati akanga ari Erizafani mwanakomana waUzieri. See the chapter |