Numeri 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Gadza Aroni navanakomana vake kuti vaite mabasa avo oupristi, asi kana mumwe munhu zvake akaswedera ngaaurayiwe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi Aroni naʋanakomana ʋake unofanira kuʋagadza, kuti ʋaɓate ɓasa roʋuprista bgaʋo; usina‐kufanira, unosweɗera’po, unofanira kuʋurawa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Asi Aroni navanakomana vake unofanira kuvagadza, kuti vabate basa roupristi hwavo; asina kufanira, usaswederapo, anofanira kuurawa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Gadza Aroni navanakomana vake kuti vaite mabasa avo oupristi, asi kana mumwe munhu zvake akaswedera ngaaurayiwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Gadza Aroni navanakomana vake kuti vaite mabasa avo oupristi, asi kana mumwe munhu zvake akaswedera ngaaurayiwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ugadze Aroni navanakomana vake kuti vagoshumira savaprista; ani zvake mumwewo anoswedera panzvimbo tsvene anofanira kuurayiwa.” See the chapter |