Numeri 29:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Piraiwo handira dzacho, nehondohwe dzacho, nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa neyewaini inokwanirana nouwandi hwadzo, sezvakatemwa nomurao. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 necipiriso caɀo coʋupfu, neɀipiriso ɀaɀo ɀinoɗururwa, ɀenzombe, namakondobge, namakwaiana, ɀakaenzana nokuwanda kwaɀo, seɀakarairwa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 nechipiriso chazvo choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa, zvenzombe, namakondohwe, namakwayana, zvakaenzana nokuwanda kwazvo, sezvakarairwa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Piraiwo handira dzacho, nehondohwe dzacho, nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa neyewaini inokwanirana nouwandi hwadzo, sezvakatemwa nomurao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Piraiwo handira dzacho, nehondohwe dzacho, nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa neyewaini inokwanirana nouwandi hwadzo, sezvakatemwa nomurao. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Pamwe chete nehando, namakondobwe uye namakwayana mugadzire zvipiriso zvazvo zvezviyo nezvipiriso zvokunwa maererano nouwandu hwakarayirwa. See the chapter |