Numeri 29:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Pazuva rechitanhatu pirai handira dzichiri duku tsere, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Nezuʋa retanhatu munofanira kuʋuya nenzombe sere, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara; See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 “Nezuva retanhatu munofanira kuuya nenzombe sere, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Pazuva rechitanhatu pirai handira dzichiri duku tsere, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Pazuva rechitanhatu pirai handira dzichiri duku tsere, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “ ‘Pazuva rechitanhatu, mugadzire hando sere, makondobwe maviri uye makwayana makono egore rimwe chete, gumi namana, zvose zvisina kuremara. See the chapter |