Numeri 29:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Pazuva reshanu pirai handira dzichiri duku pfumbamwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nezuʋa reshanu munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku pfumbamŋe, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara; See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 “Nezuva reshanu munofanira kuuya nenzombe duku pfumbamwe, nemakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe asina kuremara; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Pazuva reshanu pirai handira dzichiri duku pfumbamwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Pazuva reshanu pirai handira dzichiri duku pfumbamwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “ ‘Pazuva rechishanu, mugadzire hando pfumbamwe, makondobwe maviri uye namakwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara. See the chapter |