Online Bible

- Advertisements -

Numeri 29:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Piraiwo handira dzacho nehondohwe dzacho nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa yezvokunwa inokwanirana nouwandu hwadzo sezvakatemwa nomurao.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 necipiriso caɀo coʋupfu, neɀipiriso ɀaɀo ɀinoɗururwa ɀenzombe, namakondobge, namakwaiana, ɀakaenzana nokuwanda kwaɀo, seɀakarairwa;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 nechipiriso chazvo choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa zvenzombe, namakondohwe, namakwayana, zvakaenzana nokuwanda kwazvo, sezvakarairwa;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Piraiwo handira dzacho nehondohwe dzacho nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa yezvokunwa inokwanirana nouwandu hwadzo sezvakatemwa nomurao.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Piraiwo handira dzacho nehondohwe dzacho nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa yezvokunwa inokwanirana nouwandu hwadzo sezvakatemwa nomurao.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Mugadzire pamwe chete nehando, makondobwe, uye namakwayana, zvipiriso zvazvo zvezviyo nezvipiriso zvokunwa maererano nouwandu hwakarayirwa.

See the chapter Copy

Numeri 29:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements