Numeri 28:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mipiro iyoyi ngaiwedzerwe pamupiro wokupisa unogaroitwa mangwanani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Munofanira kuʋuya naiɀoɀo kunze kwecipiriso cinopiswa camaŋgwanani, cinofanira kupiswa ŋguʋa dzose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Munofanira kuuya naizvozvo kunze kwechipiriso chinopiswa chamangwanani, chinofanira kupiswa nguva dzose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mipiro iyoyi ngaiwedzerwe pamupiro wokupisa unogaroitwa mangwanani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mipiro iyoyi ngaiwedzerwe pamupiro wokupisa unogaroitwa mangwanani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mugadzire izvi pamwe chete nezvipiriso zvinopiswa zvamangwanani zvamazuva ose. See the chapter |