Numeri 28:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zuva regumi nechishanu romwedzi iwoyu izuva guru. Ngakudyiwe chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mutambo unofanira kuitwa nezuʋa regumi namashanu romŋedzi uyo; ciŋgwa cisina — kuʋiriswa cinofanira kudyiwa mazuʋa manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Mutambo unofanira kuitwa nezuva regumi namashanu romwedzi uyo; chingwa chisina kuviriswa chinofanira kudyiwa mazuva manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zuva regumi nechishanu romwedzi iwoyu izuva guru. Ngakudyiwe chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zuva regumi nechishanu romwedzi iwoyu izuva guru. Ngakudyiwe chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Pazuva regumi namana romwedzi uyu, munofanira kuita mutambo; kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso. See the chapter |