Numeri 28:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Zuva regumi nechina romwedzi wokutanga, ndiro zuva rePasika yaTenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nomŋedzi wokutaŋga, nezuʋa regumi namanna romŋedzi, munofanira kuraŋgarira paseka yaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 “Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, munofanira kurangarira Pasika yaJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Zuva regumi nechina romwedzi wokutanga, ndiro zuva rePasika yaTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Zuva regumi nechina romwedzi wokutanga, ndiro zuva rePasika yaTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “ ‘Pazuva regumi namana romwedzi wokutanga munofanira kuita Pasika yaJehovha. See the chapter |