Numeri 27:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana baba wake asina mukoma kana munun'una nhaka yake ngaipiwe hama yake yepedyo, kuti ive yake. Iwoyu uve murao unochengetwa navaIsiraeri sokurayira kwandaita ini Tenzi iwe Mosesi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kana ɓaɓa ʋake ʋasinaʋakuru kana ʋanuŋuna, munofanira kupa hama yake yomumba nhaka yake, iʋe yake. Unofanira kuʋa mutemo wokutoŋga nawo pakati paʋana ʋaIsraeri, seɀakarairwa Mosesi naJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Kana baba vake vasina vakuru kana vanun’una, munofanira kupa hama yake yomumba nhaka yake, ive yake.’ Unofanira kuva mutemo wokutonga nawo pakati pavana vaIsiraeri,” sezvakarairwa Mosesi naJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana baba wake asina mukoma kana munun'una nhaka yake ngaipiwe hama yake yepedyo, kuti ive yake. Iwoyu uve murao unochengetwa navaIsiraeri sokurayira kwandaita ini Tenzi iwe Mosesi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kana baba wake asina mukoma kana munun'una nhaka yake ngaipiwe hama yake yepedyo, kuti ive yake. Iwoyu uve murao unochengetwa navaIsiraeri sokurayira kwandaita ini Tenzi iwe Mosesi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kana baba vake vasina madzikoma kana vanunʼuna, mupe nhaka yake kuhama yepedyo yomumhuri yake, kuti ive yake. Uyu unofanira kuva mutemo kuvaIsraeri, sezvakarayirwa Mozisi naJehovha.’ ” See the chapter |