Numeri 26:62 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Vose vakaverengwa vaikwana makumi maviri ezviuru nezviuru zvitatu. Vaiva vanhurume vose, kubvira pavacheche vane mwedzi mumwechete, wokuberekwa zvichikwira, vakanga vasina kuverengwa pamwechete navaIsiraeri nokuti vakanga vasingagoverwi nhaka pakati pavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀitatu, murume mumŋe nomumŋe wakaŋga anomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura; nokuti haʋana‐kuʋereŋgwa pakati paʋana ʋaIsraeri, nokuti haʋana‐kupiwa nhaka pakati paʋana ʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200262 Vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezvitatu, murume mumwe nomumwe wakanga ano mwedzi mumwe navanopfuura; nokuti havana kuverengwa pakati pavana vaIsiraeri, nokuti havana kupiwa nhaka pakati pavana vaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Vose vakaverengwa vaikwana makumi maviri ezviuru nezviuru zvitatu. Vaiva vanhurume vose, kubvira pavacheche vane mwedzi mumwechete, wokuberekwa zvichikwira, vakanga vasina kuverengwa pamwechete navaIsiraeri nokuti vakanga vasingagoverwi nhaka pakati pavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona62 Vose vakaverengwa vaikwana makumi maviri ezviuru nezviuru zvitatu. Vaiva vanhurume vose, kubvira pavacheche vane mwedzi mumwechete, wokuberekwa zvichikwira, vakanga vasina kuverengwa pamwechete navaIsiraeri nokuti vakanga vasingagoverwi nhaka pakati pavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi62 Varume vose pakati pavaRevhi, vaiva nomwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa vaisvika zviuru makumi maviri nezvitatu. Havana kuverengwa pamwe chete navamwe vaIsraeri nokuti havana kupiwa nhaka pakati pavo. See the chapter |