Numeri 26:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Dzinza rina vanhu vazhinji ngaripiwe mugove wenhaka mukuru. Dzinzawo rina vanhu vashoma, ngaripiwe mugove wenhaka muduku. Dzinza nedzinza ngaripiwe mugove wenhaka maererano nouwandi hwevemo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Ʋazhinji unofanira kuʋapa nhaka zhinji; ʋashoma unofanira kuʋapa nhaka shoma; mumŋe nomumŋe unofanira kupiwa seɀaʋakaʋereŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200254 Vazhinji nofanira kuvapa nhaka zhinji; vashoma unofanira kuvapa nhaka shoma; mumwe nomumwe unofanira kupiwa sezvavakaverengwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Dzinza rina vanhu vazhinji ngaripiwe mugove wenhaka mukuru. Dzinzawo rina vanhu vashoma, ngaripiwe mugove wenhaka muduku. Dzinza nedzinza ngaripiwe mugove wenhaka maererano nouwandi hwevemo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona54 Dzinza rina vanhu vazhinji ngaripiwe mugove wenhaka mukuru. Dzinzawo rina vanhu vashoma, ngaripiwe mugove wenhaka muduku. Dzinza nedzinza ngaripiwe mugove wenhaka maererano nouwandi hwevemo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Kuna vaya vanenge vakawanda, unofanira kuvapa nhaka huru, vashoma unovapa nhaka duku; mhuri imwe neimwe inofanira kupiwa zvakaenzana nouwandu hwokuverengwa kwavo. See the chapter |