Numeri 26:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 “Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Nyika inofanira kugoʋerwa pakati paiʋaʋa, iʋe nhaka yaʋo, ʋaciʋereŋgwa namazita aʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200253 “Nyika inofanira kugoverwa pakati paivava, ive nhaka yavo, vachiverengwa namazita avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 “Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona53 “Vanhu ivavo ngavagoverwe nyika kuti ive nhaka yavo maererano nouwandi hwavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 “Nyika inofanira kugoverwa kwavari senhaka zvichienderana namazita akaverengwa. See the chapter |