Numeri 26:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Mudzinza raAsheri makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaImuna tateguru wayo ari Imuna, mhuri yokwaIshivhi tateguru wayo ari Ishivhi, mhuri yaBheria tateguru wayo ari Bheria. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaAsheri, nemhuri dzaʋo: Imna, kwakabva mhuri yaʋaImna; naIshvi, kwakabva mhuri yaʋaIshvi; naBeria, kwakabva mhuri yaʋaBeria. See the chapterShona Bible 1949 revised 200244 Ava ndivo vanakomana vaAsheri, nemhuri dzavo: Imuna, kwakabva mhuri yavaImuna; naIshivhi, kwakabva mhuri yavaIshivhi; naBheria, kwakabva mhuri yavaBheria. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Mudzinza raAsheri makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaImuna tateguru wayo ari Imuna, mhuri yokwaIshivhi tateguru wayo ari Ishivhi, mhuri yaBheria tateguru wayo ari Bheria. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona44 Mudzinza raAsheri makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaImuna tateguru wayo ari Imuna, mhuri yokwaIshivhi tateguru wayo ari Ishivhi, mhuri yaBheria tateguru wayo ari Bheria. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Zvizvarwa zvaAsheri nemhuri dzavo zvaiva: Imina, kwakabva mhuri yavaImina; Ishivhi, kwakabva mhuri yavaIshivhi; Bheria, kwakabva mhuri yavaBheria; See the chapter |