Numeri 26:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vanhu vakaverengwa vose mhuri nemhuri dzokwaShuhamu vakakwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Mhuri dzose dzaʋaShuhami, ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu neɀinna namazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 Mhuri dzose dzavaShuhami, vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezvina namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vanhu vakaverengwa vose mhuri nemhuri dzokwaShuhamu vakakwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Vanhu vakaverengwa vose mhuri nemhuri dzokwaShuhamu vakakwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana mana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Vose vakanga vari vemhuri yaShuhami; uye vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi matanhatu nezvina, namazana mana. See the chapter |