Numeri 26:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vose vakaverengwa mhuri nemhuri mudzinza rokwaBhenjamini vaikwana makumi mana ezviuru nezviuru zvishanu, namazana matanhatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ndiʋo ʋanakomana ʋaBenjamini, nemhuri dzaʋo; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀishanu namazana matanhatu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Ndivo vanakomana vaBhenjamini, nemhuri dzavo; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vose vakaverengwa mhuri nemhuri mudzinza rokwaBhenjamini vaikwana makumi mana ezviuru nezviuru zvishanu, namazana matanhatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vose vakaverengwa mhuri nemhuri mudzinza rokwaBhenjamini vaikwana makumi mana ezviuru nezviuru zvishanu, namazana matanhatu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaBhenjamini; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mana nezvishanu, namazana matanhatu. See the chapter |