Online Bible

- Advertisements -

Numeri 26:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Vanakomana vaBhera ndiAridhi naNaamani. Mhuri yakwaAridhi tateguru wayo ndiAridhi, mhuri yokwaNaamani tateguru wayo ndiNaamani.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ndiʋo ʋanakomana ʋaBera: Ardi naNamani; kunaArdi kwakabva mhuri yaʋaArdi; naNamani, kwakabva mhuri yaʋaNamani.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Ndivo vanakomana vaBhera: Aridhi naNamani; kuna Aridhi kwakabva mhuri yavaAridhi; naNamani, kwakabva mhuri yavaNamani.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Vanakomana vaBhera ndiAridhi naNaamani. Mhuri yakwaAridhi tateguru wayo ndiAridhi, mhuri yokwaNaamani tateguru wayo ndiNaamani.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Vanakomana vaBhera ndiAridhi naNaamani. Mhuri yakwaAridhi tateguru wayo ndiAridhi, mhuri yokwaNaamani tateguru wayo ndiNaamani.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Zvizvarwa zvaBhera kubudikidza naAradhi naNaamani zvaiva: Aradhi, kwakabva mhuri yavaAradhi; Naamani, kwakabva mhuri yavaNaamani.

See the chapter Copy

Numeri 26:40

Follow us:

Advertisements

Advertisements