Online Bible

- Advertisements -

Numeri 26:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Mudzinza rokwaBhenjamini makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaBhera tateguru wayo ari Bhera, mhuri yokwaAshibheri tateguru wayo ari Ashibheri, mhuri yokwaAhiramu tateguru wayo ari Ahiramu,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaBenjamini, nemhuri dzaʋo: Bera, kwakabva mhuri yaʋaBera; naAshberi, kwakabva mhuri yaʋaAshberi; naAhirami, kwakabva mhuri yaʋaAhirami;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Ava ndivo vanakomana vaBhenjamini, nemhuri dzavo: Bhera, kwakabva mhuri yavaBhera; naAshibheri, kwakabva mhuri yavaAshibheri; naAhirami, kwakabva mhuri yavaAhirami;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Mudzinza rokwaBhenjamini makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaBhera tateguru wayo ari Bhera, mhuri yokwaAshibheri tateguru wayo ari Ashibheri, mhuri yokwaAhiramu tateguru wayo ari Ahiramu,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Mudzinza rokwaBhenjamini makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaBhera tateguru wayo ari Bhera, mhuri yokwaAshibheri tateguru wayo ari Ashibheri, mhuri yokwaAhiramu tateguru wayo ari Ahiramu,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Zvizvarwa zvaBhenjamini nemhuri dzavo zvaiva: Bhera, kwakabva mhuri yavaBhera; Ashibheri, kwakabva mhuri yavaAshibheri; Ahiramu, kwakabva mhuri yaAhiramu;

See the chapter Copy

Numeri 26:38

Follow us:

Advertisements

Advertisements